# of occurrences |
# of sentences |
Sample sentence |
0 |
1055 |
Ichokwadi here kuti wakagara muguta reSodoma? |
1 |
2934 |
Akagashira tsamba - tsamba yake chaiyo kubva kuna Heather. |
2 |
4303 |
Iye zvino uri mupenyu zvechokwadi here? |
3 |
4773 |
" Baba vakaenda pasherefu ndokutora bhande. |
4 |
4287 |
Chinhu chega chandakadzidza ndechekuti handidi kurwadziwa. |
5 |
3589 |
10. Sei Jesu akadzinga vatengesi nevatsinhanisi vemari mutemberi? |
6 |
2620 |
40 Ipapo vakagura zvimiso, vakazviisa mugungwa, vakasunungura zvisungo zvokudzoresa nazvo, vakasimudzira seiri rapamberi kumhepo, vakaruramira kumhenderekedzo. |
7 |
1859 |
24 Zvino wakati achizvidavirira saizvozvo Festo akati nenzwi guru: Pauro, unopenga; kudzidza kwako kukuru kunokupenza. |
8 |
1337 |
Zanu-PF Yosiiwa paMhene paNyaya yeSarudzo MDC-T inoti zuva resarudzo rinofanira kuti ritarwe pachitariswa zvinoda kuti zvitange zvagadziriswa pasati paitwa sarudzo. |
9 |
955 |
44 Madzibaba edu aiva netabhenekeri yovuchapupu murenje, yakanga yakavakwa sezvaakaraira iye, wakataura naMozisi achiti aite nomufananidzo waakavona. |
10 |
679 |
Vakoma vangu vakafunga kuti ndainge ndangozvifunga ndega pandakavaudza nezve hope. |
11 |
509 |
Zvinotora nguva kuti ushandurwe, asi apo unodzidza kuterera kwandiri uye uchiita zvandinoda, hunhu hwako hwekunze hunoshanduka. |
12 |
344 |
"Pakabvunzwa Hawa akati nyaya iyi akanga ainzwa nevamwe vanhu sezvo yaizivikanwa munharaunda yose iyi kuti akaitirwa tsvina muupfu nechikomba vashatirisana," akadaro mumwe mudzimai wepamba apa. |
13 |
215 |
Ndima yekutarisa: VaRoma 12:1-2, "Naizvozvo ndinokumbira zvikuru kwamuri, hama dzangu, netsitsi dzaMwari, kuti muise miviri yenyu, chive chibayiro chipenyu chitsvene, chinofadza Mwari, ndiko kunamata kwenyu kwemoyo. |
14 |
201 |
Ngatitii pakanga paine munhu akanga aine mari zhinji kwazvo, asi ndokubva mwanakomana wake atangisa kuita tsika yakaipa yokundotenga zvihwitsi nechikwerete kuzvitoro zvose zvemudhorobha zuva roga roga, pakukura kwake. |
15 |
121 |
"Charles," akadaro Bill, "Handina kana Mari izvozvi, asi kana uchikwanisa kuenda neni kumusangano wekuchechi kwangu, ndinovimba ndingakubatsira. |
16 |
83 |
Pfungwa dzakaipa mumwoyo yavanhu Zvitadzo zvakasiyana siyana uye Muna Mateo 15:19-20: Jesu anoti, “Nokuti mumwoyo ndimo munobuda pfungwa dzakaipa dzokuuraya, nedzoupombwe, nedzokuba, nedzoumboo hwamanyepo nedzokunyomba Mwari. |
17 |
41 |
Moyo: Anokubatsira kuti unamate nekuda kwaMwari, anokupa simba kana wakaneta nekukubatsira kuti satani ave pachigaro chake chinova pasi Bennie: Ha-a saka ndinokwanisa kuwana rubatsiro pane zvinhu zvitatu zvese izvi. |
18 |
41 |
10 Zvino iye wakanga achidzidzisa mune rimwe ramasinagoge nesabata; 11 zvino tarira, kwaivapo mukadzi waiva nomweya wovundonda makore anegumi namasere, wakanga akawonyana, asingatongogoni kana kutasamuka. |
19 |
18 |
Mucross border ane mutsauko nekuti haaende kunohodha achizotengesa asi kuti iye ndiye chivaraidze kune vatyairi vemagonyeti vanoenda kunze kwenyika naizvoizvo anenge achida shamwarikadzi inomuvaraidza murwendo iye anenge aripo parutivi. |
20 |
15 |
9 Nokuti Mwari chapupu changu, iye wandinoshumira mumweya wangu muevhangeri yoMwanakomana wake, kuti handiregi kukurangarirai, 10 ndichikumbira nguva dzose pakunyengetera kwangu, kuti zvimwe ndifambiswe hangu zvakanaka ndivuye kwamuri nokuda kwaMwari. |
21 |
11 |
3 Nokuti nenyasha dzandakapiwa, ndinovudza mumwe nomumwe uri pakati penyu, kuti arege kuzvifunga kuti mukuru kupfuvura paanofanira kufunga napo; asi afunge nokufunga kwakachenjera, mumwe nomumwe nechiyero chokutenda, sezvaakagoverwa naMwari. |
22 |
4 |
14 Ini ndini mufudzi wakanaka, ndinoziva angu, ndinozikamwa neangu, 15 Baba sezvavanondiziva, saizvozvo nenivo ndinoziva Baba; ndinoradzikira pasi makwai angu upenyu bwangu. |
23 |
1 |
Zvino kana ini ndiri mudzidzisi wenyu, kana Tenzi wenyu, ndakagoshambidza tsoka dzenyu, saka nemiwo munofanira kugara muchishambidzanawo tsoka dzenyu, nokuti ndatokupai muenzaniso nokuti nemiwo mugosiitawo sezvandakuitirai ini. |
24 |
2 |
Sezvakanga zviri pakutanga, nazvino, nakare kose, nemisi isingaperi, Vakudzwe Baba, naMwanakomana, naMweya Musande, Vakudzwe baba nemwanakomana namweya musande, sezuakanga zviri paku tanga nazvino nakare kose nemisi isinga peri. |
26 |
1 |
Kana dai umwe akanzi aongorore munhu waasingazivi, uye kana aida kufadza muteereri, aingoti, “Hongu ndinotenda mumunhu uyu, hongu zvazvo ndingava ndisati ndombosangana naye, asi ndinotenda nokuvimba naye zvisina chishoro. |
27 |
1 |
52 Nokuti kubva zvino vashanu veimba imwe vachapesana, vatatu vachipesana navaviri, uye vaviri navatatu, 53 Baba vachapesana nomwanakomana, nomwanakomana nababa; mai nomwanasikana, nomwanasikana namai; vamwene nomurovora wavo, nomurovora navamwene vake. |
28 |
1 |
25 Zvino zvaunga zvikuru zvaifamba naye; akatendevuka akati kwavari: 26 Kana aninani achivuya kwandiri, akasavenga baba vake namai, nomukadzi, navana, navanun'una namadzikoma, nehanzvadzi, hongu, kunyange noupenyu bwakevo, haangavi mudzidzi wangu. |